Bhaibhiri Idzva Rechishona

$25.00

Ex Tax: $25.00

Availability:
In Stock
Product Code:
Bhaibhiri Idzva Rechishona

Description

Basa rikuturikira Bhaibhiri iri rakaitwa nomushandira pamwe weBible Society yomuno muZimbabwe yakamirira machechi ose ichiriitira pamwechete neveZimbabwe Catholic bishops Conference. Bhaibhiri iri rine chishona chinonzwisisika asi chinoremekedza mavara akashandiswa muchiGiriki nechiHebheru. Rinewo chiShona chinehuremu chinodadisa.

Specification

Details
Author Bible Society of Zimbabwe
Year Published 2002

Physical Address

Redemptorist Catholic Bookshop, Jubilee Centre (Next to archbishop's office), Central Business District, No. 42 Livingstone Avenue, Harare, Zimbabwe.

Contact Us

(04) 2937358
0773099063
0715207377
chikunimark@rpbooks.co.zw
admin@rpbooks.co.zw
markchikuni
Catalogue Cart by Webdev