Maridzo Dzapakati pemavhiki Vol. 2

$20.00

Ex Tax: $20.00

Availability:
In Stock
Product Code:
Maridzo Dzapakati pemavhiki Vol. 2

Description

Iri bhuku rakakosha zvikuru muKirike Katorike. Rine zviverengwa zvose zvinoshandiswa pamuteuro weMisa pakati pemavhiki. Rinoshandidzana neVolume 1 neVolume 3. Bhuku iri ranga rava namakore akawanda risati ratsikiswa. Saka tose tine rombo rakanaka kuti bhuku iri radzoka. Munhu wose anofanira kuita chipata pata kuti awane bhuku iri risati rapera nokuti rinodhura kutsikisa.

Specification

Details
Author Mambo Press

Physical Address

Redemptorist Catholic Bookshop, Jubilee Centre (Next to archbishop's office), Central Business District, No. 42 Livingstone Avenue, Harare, Zimbabwe.

Contact Us

(04) 2937358
0773099063
0715207377
chikunimark@rpbooks.co.zw
admin@rpbooks.co.zw
markchikuni
Catalogue Cart by Webdev